Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2017

Lyrics

Makomborero (Live) - Minister Michael Mahendere

...

Ndaverenga mikana yamakandipa

Ndaona yakawanda

Kupfuura zvakaramba

Ishe Jesu munondigonera

Ndaverenga zvangu zvakaita

Ndaona zvakawanda

Kupfuura zvakaramba

Ishe Jesu munondigonera

Handaive zvandiri nhasi

Dzisiri nyasha dzenyu

Zvakawanda zvaida kundiodza moyo

Ruoko rwenyu rwakandirwira

Hupenyu(makomborero)

Hutano(makomborero)

Nerugare(makomborero)

Nemhuri yangu(makomborero)

Shamwari dzangu(makomborero)

Zvokudya(makomborero)

Zokupfeka(makomborero)

Nepokugara(makomborero) ehhhh

Ndakazviona kuti hamundisiye ndoga imi

Mwari wangu

Munehurongwa neni

Hwakandinakira chose(ahh hey hey)

Ndakazviona kuti hamundikanganwe kwete

Mwari wangu ndinesungano nemi

yakandinakira chose

(Hupenyu hwangu wose mondipa mufaro)

Mwari ehhh, munondipa mufaro

munondipa mufaro

munondipa mufaro 2

(Ndaremerwa munotura mutoro)

Mwari wangu, munotura mutoro

munotura mutoro

munotura mutoro

(Ndaremerwa munotura mutoro)

Ishe wangu, munotura mutoro

Hamudi ndisuwe(mutoro)

Hamudi ndicheme(mutoro)

(Nenyasha dzenyu Mwari zvinoita chete)

Ishe wangu, zvinoita chete(zvinoita chete)

zvinoita chete(zvinoita chete)

zvichaita chete

(Nenyasha dzenyu Mwari zvinoita chete)

Mwari wangu, zvinoita chete(zvinoita chete)

zvinoita chete(zvinoita chete)

zvinoita chete(ohhh yes, ahaaa)

(zvinoita chete)

Hupenyu hwangu

(Hupenyu hwangu wose mondipa mufaro)

munondipa mufaro

munondipa mufaro

munondipa mufaro

(Hupenyu hwangu wose mondipa mufaro)

Mwari wedenga munondipa mufaro

munondipa mufaro

munondipa mufaro

(Ndaremerwa munotura mutoro)

Mwari wangu, munotura mutoro

munotura mutoro

munotura mutoro

(Ndaremerwa munotura mutoro)

Ishe wangu, munotura mutoro

Hamudi ndisuwe(mutoro)

Hamudi ndicheme(mutoro)

(Nenyasha dzenyu Mwari zvinoita chete)

Ishe wangu, zvinoita chete(zvinoita chete)

zvinoita chete(zvinoita chete)

zvichaita chete

(Nenyasha dzenyu Mwari zvinoita chete)

Mwari wangu, zvinoita chete(zvinoita chete)

zvinoita chete(zvinoita chete)

zvinoita chete(ohhh yes, I will never give up) ahahahahaaaa

Eiiiiii

Ndimi Mwari wangu

(Ndimi Mwari vanondichengeta)

Mazuva ose

(Mazuva ose ehupenyu hwangu)

ahhh Ndimi Mwari wangu

(Ndimi Mwari anonditarisa)

Mazuva ose

(Mazuva ose ehupenyu hwangu)

ahhhh ndimi Mwari

(Ndimi Mwari anogara neni)

Mazuva ose

(Mazuva ose ehupenyu hwangu)

ahhhh Ndimi Mwari wangu

(Ndimi Mwari anomira neni)

Mazuva ose

(Mazuva ose ehupenyu hwangu)

ohhhhh Jehovah(Jehovahhh)

Makanaka makanaka makanaka (ah ah ah Mwari makanaka) Baba

Makanaka makanaka makanaka (Jehovahhh) Jesu

Makanaka makanaka makanaka(Jehovahhhh, Mwari wakanaka)

Makanaka makanaka makanaka(Jehovahhh)

Jesu

Tinotenda Tinotenda Tinotenda (Jehovahhhh, Mwari wakanakaaaa)Baba

Tinotenda Tinotenda Tinotenda Jesu(Jehovahh)

Makanaka makanaka makanaka (Jehovahhh)

(Mwari wakanakaaa)Baba

Makanaka makanaka makanaka(Jehovahhh)

Jesu.

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status