Loading...

Download
  • Genre:Others
  • Year of Release:2023

Lyrics

Yeah!!!

Mmmm mmm!!!

Two ma missed calls hana yangu yotorova (prrr), ari kudeiko munhu wangu?

Ndepapi pari kudzimba ndigare ndatokutova? ko waitwa seiko munhu wangu?

Safety yako comes first, my bae, haitombodzike whiskey kana usiri okay

Chii chiri kunetsa, ndiani aku stressa?

Please chingondi texta, tigare tazvipedza (yeah)

Zviri zvemari tinobalancisa

Uchida peace of mind ndokubhabhatidza

Iri nzara taura ndigokubhabhadzira

Ndobva ndati nemo-nemo kwete zvekutsvanzvanzira

Vakakuona wakasuwa vanowana mukana (ndovaziva), ndovaziva havana mukanwa

Chingopinza runhare uchinge wabatikana

Kana ndiripo havatombokubati, kana

Godo

Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe

Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe

Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese

Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese

Ndarangaridzwa rudo neshamwari

John ari pano ana Tamari

Mateu ane wake vachidya mari

Nhai babe uri kupi? i need somebody

Paunomerera ndini juzi rako, kwete zvekwa Kae Chaps

Pa double bed wondihaka nema handcuffs (haha)

Woita zvawakaudzwa na tete (straight up)

Kana tiri two itori kete pakete

Wandisuwa chingopinza mvoda

Pa door ndichisvika ndobva ndakutsvoda (yeah)

Maruva muruoko, choc'late muhomwe

Ndokutema neshoko, ndokuitira zvihombe

Jiggy jiggy, heavy heavy, babe do you want me?

Cause inini ndinokuda iwewe s'thandwa sami

Which one do you like "sweetie" kana "hun"

Cause babe uri hot kunge Kalahari (hahaha)

Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe

Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe

Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese

Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese

Ndiwe s'thandwa sami handidi kana one chokushungurudza, babe

Ndiwe mbabvu yangu handidi kana one chinokuvhundutsa, babe

Usazogumbuka babe, gara wadiudza babe, zvese

Zvinokushungurudza babe, tobva tazvipfuudza babe, zvese

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status