Zvichanaka Here Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2024
Lyrics
Yaaa a aa aa
Taitodawo mari inokwa
Kufeeder mhuri
Ndozovhura foundeshani
Yekubatsirawo vanotambura
Varatidze kufara vandiona murokeshani
Haaameno mheno
Zvichanaka here
Haaameno mheno
Tichapfuma here
Haaameno mheno
Kuti Zvichanaka here isu
Haaameno mheno
Tozvisiira kunanyadenga
Better life toionera pa tv
No basaaaaa
harichashanda cv
We Fill the poverty
Tirikuchema amaihwii
Ooh my God zvichanaka rinhi
Tine madreams atangetakatonyora pasi
Taida soft life Hapana chirikubuda asi
Taidavagoti takaendawo ingirandi tour
Zvekunodya bag kwete zvekunotsvaga job
Haaameno mheno
Zvichanaka here
Haaameno mheno
Tichapfuma here
Haaameno mheno
Kuti Zvichanaka here isu
Haaameno mheno
Tozvisiira kunanyadenga
Taitodawo mari inokwana
Kufeeder mhuri
Ndozovhura foundeshani
Yekubatsirawo vanotambura
Varatidze kufara vandiona murokeshani
Zvamanje manje
Dzakapanduka mbinga
Vazhinji vacho ndovarikuparadza nyikaaa
Ndo varikutengesa madrugs
Kuparadza ma ghetto youts iyeee
Haaameno mheno
Zvichanaka here
Haaameno mheno
Tichapfuma here
Haaameno mheno
Kuti Zvichanaka here isu
Haaameno mheno
Tozvisiira kunanyadenga
Better life toionera pa tv
No basaaaaa
harichashanda cv
We Fill the poverty
Tirikuchema amaihwii
Ooh my God zvichanaka rinhi
Tine madreams atangetakatonyora pasi
Taida soft life Hapana chirikubuda asi
Taidavagoti takaendawo ingirandi tour
Zvekunodya bag kwete zvekunotsvaga job
Haaameno mheno
Zvichanaka here
Haaameno mheno
Tichapfuma here
Haaameno mheno
Kuti Zvichanaka here isu
Haaameno mheno
Tozvisiira kunanyadenga