Loading...

Download
  • Genre:World Music/Folklore
  • Year of Release:2023

Lyrics

Ndingogara ndakutaurira

Baby wangu unodadisa

Team rese raka tarisa

Plus futi ririkurwadziwa

Kuti ndini ndaka kecha aka

Moyo yavo iriku baiwa


Varikutikandira maoko

Maoko, maoko

Varikutikandira maoko

Maoko, maoko

Look inini handingodi zvinhu, zvinhu zvinondinetsa

But for your case ndotomira sa Manyuchi

Love the way your hips make a c by your waist line

Kana uchindifeeler chingondipawo ka signal


Ndipeka, maoko

When you wine, wine ndipe ka, maoko

Spend my money ndipeka, maoko

Aiwa, aiwa ndipeka, maoko

Kana ye rent ndinokupa, maoko

Iwewe iwe, maoko

Hapana mumwe, maoko

Iwewe ndipe, maoko, maoko, maoko


Ukaramba uchidaro kana ye semester ndinokupa

Hapana bhebhi pano rinobata pesi yawasetta

Vese vane godo, vazunguza msuro

Do something similar, shekesa matako

Wine is critical, pinda ICU

Nhasi hazvi perifine, maisa parifin mumoto

Handichakwanisi kumira, moto

Ah ndanga ndatomira, moto


Vakukandira maoko, maoko, maoko

Varikutikandira maoko, maoko, maoko

Look inini handingodi zvinhu, zvinhu zvinondinetsa

But for your case ndotomira sa Manyuchi

Love the way your hips make a c by your waist line

Kana uchindifeeler chingondipawo ka signal


Ndipeka, maoko

When you wine, wine ndipe ka, maoko

Spend my money ndipeka, maoko

Aiwa, aiwa ndipeka, maoko

Kana ye rent ndinokupa, maoko

Iwewe iwe, maoko

Hapana mumwe, maoko

Iwewe ndipe, maoko, maoko, maoko

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status