- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:1985
Lyrics
Vasikana vabva kumavetsi kuwanda
Vosvika muno vonditorerawo murume wangu
Murume wacho ndaka muwana ndatambura
Ndicaita seiko kana orambirako
Wafurairwa chicken mwana wevanhu haachaziva
Haachaziva kuti munyika munyika muneiko
Wabikwa mwana wevanhu zvino waibva
Zvese zvese honai yangova yes yes
Wachinjanwa mwana wevanhu zvino waibva
Wake chaiye haacha muziva kuti ndeupiko
Zvese zvese honai yangova yes yes
Hapana chavanoda
Asi kumudya chete
Hapana chaacha ziva
Wafuraiwa mwana wevanhu