idambe Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Eyaaaaa
Yeah yeah yeah yeah yeah
Kura uwone mwanangu
Kura uwone
Mhai vaigaroti
Kura uwone
Ndirikutambura amai
Andinay indawo
I brighter future yam aisekho
Eyam
Ndakaenda kuchikoro
Kuti ndive Brighter future
A better tomorrow
Zvaive Zvirotooo
Onke amaphupho ami
Atshabalele weeeh mma
Kushanda ndinoshanda wani zvinesimba
January to December
Se zvinoita vamwewo
Asi chabuda Hapana
chabuda Hapana
Joni tiriko kuzama Raki
Hupenyu hwekungwavha
Nda jaira mwana wevhu
Eyaaa
Kwatinobva rima
Kwatinoenda husiku
Nhai mwari weh
Dai matiRangarirawo
Eyaaa
Kwatinobva rima
Kwatinoenda husiku uhu
Nhai mwari weh
Dai matiRangarirawo
Eya
Mama ndizobuya Ekhaya
Ngicela munditambirewo semwana
Mama ndizobuya Ekhaya
Ngicela munditambirewo semwana wenyu
Kunyangwe ndisina chinhu mumaoko
Kunyangwe ndisina chinhu mumaoko
Kunyangwe ndisina chinhu mumaoko
Kunyangwe ndisina chinhu mumaoko
Mama ndizobuya ekhaya ey a eya eya
Kalife karinani tinoshuvawoo
Kalife karinani tinoshuvawoo
Ungakhali ungakhali mama
Ndinozama wani zvichiramba
Ungakhali ungakhali mama
Ndinozama wani zvichiramba
Ngiyabuya
Ngiyabuya mama
Aya mapudzi aya aya aya