Rigiyoni Takawanda Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Rigiyoni Takawanda - Garry Mapanzure
...
Ndine nhamo
Ndino tadza
Ndino nyepa zvinorwadza
Ndino kurirwa
Ndine ruchiva
Kana kuri kuhura takahura
Ndakasviba zvizhinji muhana
Zvinosvodesa ndikazvi gaya
Church neSunday ndotobaya
Panoshumirwa ndoto shumirao
Ndichitodairao hallelujah
Mwari ndini uyauyaaa
Mwana wenyu uya
Mundipeo ziso pandouya
Ndika gogodza masuo edenga