Loading...

Download
  • Genre:World Music/Folklore
  • Year of Release:2023

Lyrics

Nyika ino

Nyika ino

Haisi holy

ISango, iSango, ine ngozi

ISango, iJungle, ratinoti

Kumusha, kumusha

Nyika ino yaMambokadzi na madzimambo

Madzimambo

Vanogarai musango

ISango, iJungle, iSango


Dengaaa rakaita yellow

Pfungwa yeku kurumidzira

Musha warara

Zuva rafamba

Moto haugone kupingudzwa

Matombo anopisa

Zvino zvinotonhora

Vana vanotamba

Vanochema


MuNyika ino

Nyika ino

Haisi holy

ISango, iSango, ine ngozi

ISango iJungle, ratinoti

Kumusha, kumusha

Nyika ino yaMambokadzi namadzimambo

Madzimambo

Vanogarai musango

ISango, iJungle

This place we call home is like a jungle


Chiutsi chiri mumhepo

Ropa panyika

Riri pamaoko wako, yapatsatsanuka

Nyika ino

Madzimambo na mambokadzi

Vakava nouori

Murume akatitengesa zvakare, nokuti

Nyika ino ine ngozi

ISango ratinoti

Kumusha


Nyika ino

Nyika ino

Haisi holy

ISango iSango, ine ngozi

ISango iJungle, ratinoti

Kumusha, kumusha


Nyika ino yaMambokadzi namadzimambo

Vanogarai musango

ISango, iJungle

This place we call home is like a jungle

ISango


(This place we call home is like a jungle)

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status