Loading...

Download
  • Genre:Gospel
  • Year of Release:2023

Lyrics

It's OB


Misodzi yoti mokoto pamatama

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa Nani

Naihwo hunherera amai vakaenda

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani


Makaenda nyika ipi isingadzokwe

Dai ndaive nekero tsamba inini ndingainyore

Kurarama musipo mama haizinyore

Chirwere chekufunganya ichi chaita ndionde

Dai madaira mama mangoti hello

Hello

Dai madaira mama mangoti hello

Hello

Dai madaira mama mangoti hello

Hello

Dai madaira mama mangoti hello


Misodzi yoti mokoto pamatama

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani

Naihwo hunherera amai vakaenda

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani


Impilo haiko lula

Mama ngyakhumbula

Bonke bayanghlekha

Akeko ongthandayo

Mama ngiyaphupha

Usuli inyembesi

Hoza ungithathe

Ngifuni kuhlala nawe

Dzimwe nguva ndorara panze mama

Hupenyu hwacho hunenge Zama

Haupase usina kushanda

Kufudza mombe uchida kukama heee

Wotoswera kumakura

Wotoswera kumakura


Kana zvarema taikumbira kudenga mufambe nesu

Kana zvarema taikumbira kudenga

Inini ndiri one naMwari wechitwo

Team yedu haina defeat

Kana zvarema pfugama neako mabvi

Ukawana panodyiwa usaite nhafu

Uri mwana wemurombo iwe

Chalo chaungaita kunamata iwe

Usazotemba mutombo iwe

Namata Mwari vakutungamirire


Woti baba muri Mwari wengerera

Muri Mwari wevarombo

Ndimi munoti chingeta

Kunyange pazvinorema

Ah ah mmmm ah ah


Misodzi yoti mokoto pamatama

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani

Naihwo hunherera amai vakaenda

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani


Misodzi yoti mokoto pamatama

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani

Misodzi yoti mokoto pamatama

Zvinodzimba moyo ndonyaradzwa nani


Oh woo oh woo oh woo oh woo

Oh woo oh woo oh woo oh woo

Similar Songs

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status