Ndiye Lyrics
- Genre:Soul
- Year of Release:2023
Lyrics
Vanomuseka hanz ascent ndeye Masvingo
Hanz inzenza coz of fashion yaano Killer
Hanz ndewe drip anowanza Colour paanopfeka
Akarwadzisa waakadanana naye Usamutemba
Achahura in the future uyu Usamutembe
Vanomuseka hanz ascent ndeye Masvingo
Hanz inzenza coz of fashion yaano Killer
Hanz ndewe drip anowanza Colour paanopfeka
Akarwadzisa waakadanana naye Usamutemba
Achahura in the future uyu Usamutembe
But iwe ingoti ndiye , wauinaye Izvozvi ndiye usanyare vaudze Ndiye ndiye
But iwe ingoti ndiye , wauinaye Izvozvi ndiye usanyare vaudze Ndiye ndiye
It could be true what they say About him, they been asking Wakadei paari
They say you crazy paunoti Handide mari handide mari
Mafriends ako anoti irombe
Nevamwe they say they can't Compare
Hanz haana yaanotsikisa hombe Hombe
Hanz haana twaa urikubatei
Hanz bae wenyu haaku suitei
Hanz pana dhula urikumbodei
Hanz haana twaa urikubatei
Hanz bae wenyu haaku suitei
Hope you pushing time yeah they Say
But iwe ingoti ndiye , wauinaye Izvozvi ndiye usanyare vaudze Ndiye ndiye
But iwe ingoti ndiye , wauinaye Izvozvi ndiye usanyare vaudze Ndiye ndiye
Hanz ari holly achakubhowa Rough, anodhakwa your future Will be tough, taka dater ende ari Rough yeah
Hanz apana asina kumbodya Mhan anokuraya uyu upfeke Mhan unomudii zvaari m1
Hanz apana asina kumbodya Mhan anokuraya uyu upfeke Mhan unomudii zvaari m1
Usazopindawo nemoyo mhan Yeah