Loading...

Download
  • Genre:Afrobeats
  • Year of Release:2022

Lyrics

Rufu unodada, rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshoina

Iwe rufu unodada ,rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshaina


Sei kutitorera gwenyambira mbavha nevaroyi varipo

Unotovatorereikoko vabereki kusiya pwere dziri nherera

Unotungamidza vana vadiki chembere neharahwa dziripo

Unotitorera zvigwindiri uchisiya Hari dzofanzirofa


Rufu unodada, rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshoina

Iwe rufu unodada ,rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshaina


Ukaona vanhu vachifara iwe unouya wovachemedza

Ukaona vanhu vakayanana iwe unouya wovaparadza.

Unotora mudiwa wake chinangwa chekuparadza vanodanana

Unotora vana vangu kuda

kundiparidzira dzidza rangu.


Rufu unodada, rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshoina

Iwe rufu unodada ,rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshaina


Hakuzare seiko kwaunova isa

Vachakwana riniko vaurikuda

Sei usingataure paunouya, taigara torangedza nekurangana

Dai waitizivisa nguva iripo towana mkana wekuonekana.

Sei usingatipewo kaa kachance kuti tisarudze anotanga.


Rufu unodada, rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshoina

Iwe rufu unodada ,rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshaina

Rufu unodada, rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshoina

Iwe rufu unodada ,rufuweh unoshaina

Rufu unodada ,rufuweh unoshaina

+

      -   or   -

      -   or   -

      NG +234

          Please Select A Playlist

          Add New Playlist

          Share on

          Embed: Love & Light EP

          Custom Size :

          • Default
          • Desktop(300*600)
          • Mobile(300*250)

          Type :

          • HTML/HTML5 (WordPress Supported)
          Get Boomplay Premium
          for
          Payment Method
          Pay With
            Review and pay
            Order Date
            Payment Method
            Due Today
            Flutterwave
              Subscription Successful

              Congratulations! You have successfully activated Boomplay 1 Month Premium.

              Now you have access to all the features of Boomplay App.
              Payment Failed

              Please check your balance and then try again.

              You'll lose your subscription if we don't have a working payment method for your account, so please check your payment details.
              Need help? Contact Boomplay Subscription Support.
              Payment Processing...
              10 s

              Payment is being processed by . Please wait while the order is being comfirmed.

              Payment Processing
              Your order is processing, and it may take up to a few days for the service provider to handle your payment. Please kindly stay tuned and check your order status in ‘User Center’.
              About Order Status