Makanaka Jesu Lyrics
- Genre:Gospel
- Year of Release:2019
Lyrics
Makanaka Jesu - Bonnie Deuschle and Celebration
...
makanaka Jesu *2
simudza ruoko rwako uchiti makanaka Jesu
makanaka Jesu*2
simudza ruoko rwako uchiti makanaka Jesu
unochema chema
unotambudzika hauzivi here kuti kune mumwe akafira iwe