Loss ft. Holy Ten Lyrics
- Genre:Afrobeats
- Year of Release:2022
Lyrics
Loss ft. Holy Ten - Nicky Genius
...
ndisati ndaita loss
kudanana kwedu kune kamwe kakunyangirana so
garawandibudira pachena iwe (ndisati ndaita loss
kana uchinditengesa ndizivewo ( ndisati ndaita loss
ndiudze ndisa pinde nemoyo wose (ndisati ndaita loss
unondida here ndiudzewo (ndisati ndaita loss
zvinobuda here ndiudzewo (ndisati ndaita loss
uri wema street unondipinza busy
unongopakura beans mumastreets
haa bhora
kamudiro kako kekujola
haudi kuona munhu ano bhola
chinangwa chako kuda kupihwa madollar
unenge type inodya yega lobola
muchero wemusango unokanganisa hutano
wese angoda unoti pfurai nepano
kana uchinditengesa ndizivewo ( ndisati ndaita loss
ndiudze ndisa pinde nemoyo wose (ndisati ndaita loss
unondida here ndiudzewo (ndisati ndaita loss
zvinobuda here ndiudzewo (ndisati ndaita loss
ndisati ndaita boss
ndisati ndane mari inini dea ndingaita stroke
ukandi emptira hari inini simba ringaenda rose
ndisati ndaisa force ndisati Ndomakoti kunaamai izvo ndomatsotsi
ende wakaipa kanda masign kukanda masign
unotobuda pano wandikisser but wakutyisa
unoda kumiswa