Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu
- Genre:Gospel
- Year of Release:2022
Lyrics
Ndagutsikana mumoyo mangu
Ndazadziswa mumweya wangu Ndadzidziswa mupfungwa dzangu
Ndasvinudzwa kana meso angu
Hwangu hupenyu uzere nenyasha dzenyu Ishe
Hwangu hupenyu huzere nesimba renyu Ishe
Munondidzidzisa kuteura nguva dzose
Monondiziva nezita rangu ndimi Ishe
Chose chandobata chichabudirira hallelujah
Kana zvandirota zvichaita hallelujah
Zvose zvandinofunga zvichauya hallelujah
see lyrics >>Similar Songs
More from Fetch Thesoulwinner
Listen to Fetch Thesoulwinner Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu MP3 song. Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song from album iNyasha is released in 2022. The duration of song is 00:04:28. The song is sung by Fetch Thesoulwinner.
Related Tags: Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu, Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song, Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu MP3 song, Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu MP3, download Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song, Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song, iNyasha Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song, Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song by Fetch Thesoulwinner, Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu song download, download Ndagutsikana ft. Bongani Ndlovu MP3 song