Wakandigona (feat. Noble Stylz) Lyrics
- Genre:World Music/Folklore
- Year of Release:2019
Lyrics
Wakandigona (feat. Noble Stylz) - Qounfuzed
...
Wakandigona
Handaisadaaa
wakatamba nenguva yangu tamba nepfungwa dzangu
(ndizvo zvakaitika)
wakatamba nenguva yangu tamba
nepfungwa dzangu
zvandaisada
wakatamba nenguva yangu tamba nepfungwa
(ndizvo zvakaitika)
wakatamba nenguva yangu tamba nepfungwa
chapter
ndakabudiswa misodzi neaimboti
usandityire
kupinzwa mugehena nengirozi
ndisina kumbofungira
katarisa kumashure ndoona
mazuva ataifara zvekuti
pakazouya nguva yekuti
ndakanga ndisisakushaire
nyaya neweo usisandi
shaire nyaya
chero runhare tanga tisisachaye
tisisafonerane
(ndiri kukufungaa)
ndachikuda nezvako
asi wausisade nezvanguuu
(ndiri kukufungaa)
chorus
ko zvandanga ndatojairaoo
nhamo yanga yava yekunokora
mutswanda dzainge dzawiraoo
mushure mekunge ndakufarira
ndaida ungondifariraoo
ndainge ndaona vamwe ndaisada
kusariraoo
wakandigona
verse
tarisiro ipasuru
inovhurwa nenguva
mhedzisiro marwadzo kana musina zvawaishuva
mhodzi takadyara musi watakadanana
tichiti ichazvara
maruva atichapanana
tikaita chitsidzo nyeredzi
dzikapenya masikati
(wakandigona)
takamira takatarisana senyanga
dzenyati
wakatamba nenguva yangu
(wakandisiyao)
tamba nepfungwa dzangu
ukazoti ndione yekutamba
ukandiramba wangu
i feel used kubva patakarambana
ndiri confused
musi wekutanga watakasangana
ndozvaive mupfungwa dzako
here paye paye pawakandiona
(wakandisiyao)
kana zvakazouya pave paye paye
wakandigona
hona misodzi yaerera
nehasha ndamerera
hona misodzi yaerera
sarungano ndipo payakaperera
chorus
ko zvandanga ndatojairaoo
nhamo yanga yava yekunokora
mutswanda dzainge dzawirawoo
mushure mekunge ndakufari
ndaida ungondifarirawoo
ndainge ndaona vamwe
ndaisada kusarirawoo
verse
wakandisiyaa
(wakandigona)
ndakusuwaa
handaizviziva
kuti uchadaro dea
rimwe zuvawoo
ukaita nguva
ndoda urangarire
zvese zvataivee
wakandigona
zvandaisadaa (hona ona)
wakandigona
ndizvo zvakaitika
(hona ona)
wakandigona
chorus
ko zvandanga ndatojairaoo
(hona ona)
wakandigina
nhamo yanga yava yekunokora
mutswanda dzainge dzawiraoo
(hona ona)
mushure mekunge ndakufarira
ndaida ungondifarirawoo
(hona ona)
wakandigona
ndainge ndaona vamwe
ndaisada kusarirawoo
(hona ona)
wakandigona
ko zvandanga ndatojairaoo
nhamo yanga yava yekunokora
mutswanda dzainge dzawiraoo
mushure mekunge ndakufarira ndaida ungondifarirawoo
ndainge ndaona vamwe ndaisada kusarirawoo
wakandigona
verse
wakandisiyao
ndakusuwao
(wakandigona)
handaizvizivao
uchaenda deaa
(wakandigona)
rimwe zuva ukaita nguva
(wakandigona)
rangarirao zvataivaoo
(wakandigona)
catch the beats